Mazuva apfuura aya munzvimbo ye masvingo maitika chiitiko chakatyamadza vakawanda kusvika nazvino vazhinji havasikuzvi bvumira kuti zvinhu zvinonzwisa tsitsi zvakadai zvakaitika

Zvinonzi Constable mange vaibatira basa ravo variku masvingo vanonzi vakamuka vakazvisungirira mushure me kunge vatadza kupihwa bonde nemukadzi kwenguva refu.

Constable mange zvinonzi vakasangana ne dambudziko iri kwenguva refu vachirambidzwa bonde nemukadzi wavo vakambozvitaura kuti vachazviuraya nenyaya yekurambidzwa kodzero yavo ye bonde. Vanhu vakawanda vakafunga kuti Ndezve kutamba vakakatyamadzwa kumuka vachinzwa nhau yekuti Constable vakazadzisa zvavaigaro taura.

Vana mazvikokota vemutemo vakasvika panzvimbo yakange yakazvisungirira Constable mange vakanzwisisa nyaya yese yakataurwa yechii tika Ichi zvese zvikanyora pabepa riripazasi iri 👇

Vana ve Zimbabwe vanoisao maonero awo pamusoro penyaya iyi vachikurukura chiitiko Ichi. 👇

Stanley Chinyadza _its so painful that a police officer eliminates his life nenyaya yebonde. thought they have a friendly what what section ku police ikoko where he could have got some counselling for free.So sad he decided to end his life

4m Like Reply

Farai Zinyemba Goto_Chii chakaita kuti anyimwe adii kusiya anyora zvese ryt now we can’t judge kuti ane mhosva ndiani. Nechibasa chake futi mastress hobho zvosangana nebondeipapo. I blame him pakuzviuraya coz he didn’t solve the prb.

MUNOIONAO SEI NYAYA IYI vana vezimbabwe? Tiudzeiwo maonero enyu pamusoro penyaya iyi muchi siya comment yenyu pa maonero echiitiko Ichi

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here