Parikutenderera video pa social media yasiya vanhu vashamisa vanhu vakawanda vezimbabwe ne mashoko arikutaurwa nemukadzi arikuzviti anonzi Maggie pa video iriku tenderera. Hazvisi pachena kuti video iyi yakabuda riini Asi irikushamisa vanhu vakawanda kwazvo ne mashoko arikutaurwa nemukadzi arikubuda pa video yacho achitaura zvinhu zvinoshamisa uye kutyisa.
Hazvisati zvanatsobuda pachena kuti mukadzi uyu ndiani wemumhuri umu Asi pa kutaura pake arikuratidza kuti mumwe we vanhu vemu mhuri umu. Mukadzi uyu anodura mazita ese evanhu vaakazama kuuraya ne huroyi vamwe kurwarisa. Anotaura zvakare vakatadza kuuraya ne huroyi achiti zvakaramba nekuda kwekunamata kwavo kwaka simba.
Mukadzi uyu anonzwika pa video achiti ava kuda kusiya zvehuroyi nekuti nyoka idzi dzavakumu pandukira uye dzirimumudya. Pa video mukadzi uyu arikuti zita rake anonzi Maggie arikuti huroyi uhu akahutambidzwa ne vabereki vake kubva ku Malawi. Saka arikuti nyoka idzi dzavakumu pandukira uye dziri kumudya mumusoro ne pamwe pasingataurwe.
Zvionerei zvizere kubva pa video yacho iripazasi